1
Mapisarema 141:3
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova, isai murindi pamberi pomuromo waŋgu; Ceŋgetai mukoʋa wemiromo yaŋgu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 141:4
Regai kurerekesa mŋoyo waŋgu kucinhu cakaipa, Kuti ndiite ɀakaipa Pamŋe cete naʋanhu ʋanoita ɀisina‐kururama.
3
Mapisarema 141:1-2
Jehova, ndakaɗana kwamuri; kurumidzai kuʋuya kwandiri; Tererai inzwi raŋgu kana ndiciɗana kwamuri. Munyeŋgetero waŋgu ŋgauʋe pamberi penyu seɀinonhuwira; Nokusimudzwa kwamaʋoko aŋgu secipiriso camaɗekwana.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo