1
Mapisarema 14:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƃenzi rakati mumŋoyo maro: Mŋari haako. Ʋakaʋora, ʋakaɓata maɓasa anonyaŋgadza; Hapana‐unoita ɀakanaka.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 14:2
Jehova ari kuɗeŋga, wakatarira pasi kuʋana va ʋanhu, Kuti aʋone kana wakacenjera ari’po, Unotȿaka Mŋari.
3
Mapisarema 14:3
Ʋakatsauka ʋose, ʋakaȿiɓiswa pamŋe cete; Hapana‐unoita ɀakanaka, kunyaŋge nomumŋe.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo