1
Mapisarema 13:5
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ndakaʋimba nenyasha dzenyu; Mŋoyo waŋgu ucafara nokuponesa kwenyu
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 13:6
Ndicaimbira Jehova, Nokuti wakandiitira ɀakanaka.
3
Mapisarema 13:1
Jehova mucandikaŋganwa nokusiŋgaperi kuȿikira rini? Mucandiʋanzira ciso cenyu kuȿikira riniko?
4
Mapisarema 13:2
Ndicafuŋga mano mumŋeya maŋgu kuȿikira rini, Ndineshuŋgu pamŋoyo paŋgu zuʋa rimŋe nerimŋe? Muʋeŋgi waŋgu ucandikurira kuȿikira rini?
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo