1
Mapisarema 137:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Panzizi dzeBabironi, Ndipo patakagara pasi, ɀirokwaɀo tikacema, Pakuraŋgarira kweɗu Zioni.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 137:3-4
Nokuti ipapo aʋo ʋakatitapa ʋakakumbira kwatiri mashoko orwiyo, Ʋakatiparadza ʋakakumbira mufaro, ʋaciti: Tiimbirei ʋo rwiyo rweZioni. Tiŋgaimba seiko rwiyo rwaJehova Munyika yaʋatorwa?
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo