1
Mapisarema 136:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋoŋgai Jehova, nokuti wakanaka; Nokuti ŋgoni dzake dzinogara nokusiŋgaperi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 136:26
Ʋoŋgai Mŋari wokuɗeŋga; Nokuti ŋgoni dzake dzinogara nokusiŋgaperi.
3
Mapisarema 136:2
Ʋoŋgai Mŋari waʋamŋari; Nokuti ŋgoni dzake dzinogara nokusiŋgaperi.
4
Mapisarema 136:3
Ʋoŋgai Ishe wamadzishe; Nokuti ŋgoni dzake dzinogara nokusiŋgaperi.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo