1
Mapisarema 116:1-2
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoɗa Jehova, nokuti unonzwa Inzwi raŋgu nokukumbira kwaŋgu. Ɀaakarereka nzeʋe yake kwandiri, Ndicaɗana kwaari mazuʋa aŋgu ose.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 116:5
Jehova unenyasha, wakarurama; Ɀirokwaɀo, Mŋari weɗu unetsitsi.
3
Mapisarema 116:15
Cinhu cinokosha pamberi paJehova, Ndirwo rufu rwaʋatȿene ʋake.
4
Mapisarema 116:8-9
Nokuti makarwira mŋeya waŋgu parufu, Nameso aŋgu pamisodzi, Netsoka dzaŋgu pakugumburwa. Ndicafamba pamberi paJehova Panyika yaʋapenyu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo