1
Mapisarema 115:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Isu kwete, Jehova, isu kwete, Asi zita renyu ŋgarikudzwe, Nokuɗa kweŋgoni dzenyu, ʋuye nokuɗa kwokutendeka kwenyu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 115:14
Jehova ucaramba acikuwanzai, Imi naʋana ʋenyu.
3
Mapisarema 115:11
Imi munotya Jehova, ʋimbai naJehova; Ndiye muɓatsiri waʋo nenhoʋo yaʋo.
4
Mapisarema 115:15
Imi makaropafadzwa naJehova, Iye wakaita kuɗeŋga napasi.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo