1
Mapisarema 112:7
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haaŋgatyi mashoko eɀinhu ɀakaipa; Mŋoyo wake wakasimba, ucaʋimba naJehova.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 112:1-2
Hareruya! Wakaropafadzwa munhu unotya Jehova, Unofarira ɀikuru mirairo yake. Ʋana ʋake ʋacaʋa nesimba pasi; Rudzi rwowakarurama rucaropafadzwa.
3
Mapisarema 112:8
Mŋoyo wake wakasimbiswa, haaŋgatyi, Kuȿikira aʋona kukundwa kwaʋadziʋisi ʋake.
4
Mapisarema 112:4
Wakarurama unoɓuɗirwa neciedza parima; Iye unenyasha, netsitsi, nokururama.
5
Mapisarema 112:5
Unomufaro munhu uyo unoita nenyasha, unopa cikwerete; Ucaruramisirwa mhaka yake pakutoŋga.
6
Mapisarema 112:6
Nokuti haaŋgatoŋgozunuŋguswi; Wakarurama ucaramba aciraŋgarirwa nokusiŋgaperi.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo