1
Mapisarema 111:10
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kutya Jehova ndiko kutaŋga kwoʋucenjeri; Ʋose ʋanoɀiita ʋanomuraŋgariro wakanaka; Kurumbidzwa kwake kunogara nokusiŋgaperi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 111:1
Hareruya! Ndicaʋoŋga Jehova nomŋoyo waŋgu wose, Paraŋgano yaʋakarurama, napaʋuŋgano.
3
Mapisarema 111:2
Maɓasa aJehova makuru, Anocerekedzwa naʋose ʋanoafarira.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo