1
Mapisarema 106:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hareruya. Ʋoŋgai Jehova, nokuti wakanaka; Nokuti ŋgoni dzake dzinogara nokusiŋgaperi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 106:3
Ʋakaropafadzwa ʋanoceŋgeta kururama, Naiye unoita ɀakarurama ŋguʋa dzose.
3
Mapisarema 106:4-5
Ndiraŋgarirei Jehova, noʋunyoro bgamunabgo kuʋanhu ʋenyu; Ndishanyirei noruponeso rwenyu. Kuti ndiʋone kukomborerwa kwaʋasanaŋgurwa ʋenyu, Kuti ndifare kwaɀo nomufaro waʋanhu ʋenyu, Kuti ndirumbidze pamŋe cete nenhaka yenyu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo