1
Mapisarema 105:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋoŋgai Jehova, muɗane zita rake; Ziʋisai ɀaakaita pakati pendudzi dzaʋanhu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 105:4
Tȿakai Jehova nesimba rake; Tȿakai ciso cake ŋguʋa dzose.
3
Mapisarema 105:3
Ɀirumbidzei muzita rake dɀene; Mŋoyo yaʋanotȿaka Jehova ŋgaifare kwaɀo.
4
Mapisarema 105:2
Muimbirei, mumuimbire nziyo dzokukudza; Rondedzerai maɓasa ake ose anoshamisa.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo