1
Ɀireʋo 7:2-3
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ceŋgeta mirairo yaŋgu, urarame; Nomurau waŋgu semboni yeziso rako. Uɀisuŋgire paminwe yako; Uɀinyore pahwendefa romŋoyo wako.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ɀireʋo 7:1
Mŋanakomana waŋgu, ceŋgeta mashoko aŋgu, Ʋiga mirairo yaŋgu kwauri.
3
Ɀireʋo 7:5
Kuti ɀikuceŋgete pamukadzi wokumŋe, Pamutorwa unoɓata kumeso namashoko ake.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo