1
Ɀireʋo 31:30
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀinofadza ɀinonyeŋgedzera, ʋunaki haʋunamaturo; Asi mukadzi unotya Jehova, ndiye unofanira kurumbidzwa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ɀireʋo 31:25-26
Simba nokukudzwa ndiɀo ɀokufuka ɀake; Unoseka kana acifuŋga ŋguʋa inoʋuya. Unoshamisa muromo wake noʋucenjeri; Rurimi rwake runodzidzisa noʋunyoro.
3
Ɀireʋo 31:20
Unotambanudzira murombo ruʋoko rwake; Unotandaʋadzira unoshaiwa maʋoko ake.
4
Ɀireʋo 31:10
Ndianiko uŋgawana mukadzi unoita ɀakanaka? Nokuti muteŋgo wake unokunda kwaɀo muteŋgo wamaparera.
5
Ɀireʋo 31:31
Cimupai ɀakafanira ɀaakaɓata namaʋoko ake; Maɓasa ake ŋgaamurumbidze pamasuʋo eguta.
6
Ɀireʋo 31:28
Ʋana ʋake ʋanomuka, ʋacimuti: Ʋakaropafadzwa; Nomurume wake ʋo unomurumbidza, aciti
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo