1
Muparidzi 1:18
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti muʋucenjeri ʋuzhinji munokucema kuzhinji; ʋuye, unowedzera ziʋo, unowedzera shuŋgu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Muparidzi 1:9
Cakaŋga ciri’po, ndico cicazoʋa’po; cakamboitwa, ndico cicazoitwa; hapanecinhu citȿa pasi pezuʋa.
3
Muparidzi 1:8
Ɀinhu ɀose ɀizere nokuneta; hakunomunhu uŋgaɀitaura; ziso hariguti nokuʋona, nzeʋe haizari nokunzwa.
4
Muparidzi 1:2-3
Ɀanzi noMuparidzi: Haɀinamaturo cose, haɀinamaturo cose, ɀose haɀinamaturo cose! Munhu uŋgaɓatsirweiko nokutambudzika kwake kwose, kwaanotambudzika nako pasi pezuʋa?
5
Muparidzi 1:14
Ndakaʋona maɓasa ose anoitwa pasi pezuʋa; tarirai, ɀose haɀinamaturo, ndiko kudziŋgana nemhepo ɓedzi.
6
Muparidzi 1:4
Rudzi rumŋe runoenda, rumŋe rudzi runoʋuya; asi pasi panoŋgogara’po nokusiŋgaperi.
7
Muparidzi 1:11
Marudzi akapfuʋura haacaraŋgarirwi; namarudzi acazoteʋera, haaŋgatoŋgoraŋgarirwi naʋanozoʋateʋera.
8
Muparidzi 1:17
Asi ndakati ndicirwadza mŋoyo waŋgu kuti ndiziʋe ʋucenjeri neziʋo, noʋupeŋgo noʋupenzi, ndikaʋona kuti naiɀoɀo ʋo ndiko kudziŋgana nemhepo ɓedzi.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo