1
Ɀireʋo 20:22
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usati: Ndicatsiʋa ɀakaipa; Mirira Jehova, iye ucakuponesa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ɀireʋo 20:24
Kufamba kwomunhu kunobva kunaJehova; Ɀino munhu uŋganzwisisa seiko nzira yake?
3
Ɀireʋo 20:27
Mŋeya womunhu mŋenje waJehova; Unonɀera ɀose ɀiri mukati‐kati.
4
Ɀireʋo 20:5
Mano mumŋoyo womunhu aŋgaita semvura yakadzika; Asi munhu wenjere ucaicera.
5
Ɀireʋo 20:19
Unofamba anamakuhwa, unoɓuɗisa ɀakaʋanda; Saka usashamŋaridzana nomunhu unoshamisa miromo yake.
6
Ɀireʋo 20:3
Munhu unokudzwa kana acigara kure nokukakaʋara; Asi ɓenzi rimŋe nerimŋe rinokakaʋara.
7
Ɀireʋo 20:7
Munhu wakarurama, unofamba muɀokwaɗi yake, Ʋana ʋake ʋanomuteʋera ʋacaropafadzwa.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo