1
Ɀireʋo 19:21
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋoyo womunhu munendaŋgariro zhinji; Asi kurairira kwaJehova ndiko kucamira.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ɀireʋo 19:17
Unonzwira ʋarombo tsitsi, unoposana naJehova; Ucamuripira ɓasa rake rakanaka.
3
Ɀireʋo 19:11
Kuŋgwara kwomunhu kunodzora kutsamŋa kwake; Kukudzwa kwake ndiko kukaŋganwira kuɗarika kwomumŋe.
4
Ɀireʋo 19:20
Terera kana ucirairirwa, unzwe kana ucidzidziswa, Kuti pashure ugoʋa wakacenjera.
5
Ɀireʋo 19:23
Kutya Jehova kunoisa kuʋupenyu; Unako, ucaʋata ɀakanaka, Haaŋgaʋiŋgiwi neɀakaipa.
6
Ɀireʋo 19:8
Unowana ʋucenjeri, unoɗa ʋupenyu bgake; Unoceŋgeta njere, ucawana ɀakanaka.
7
Ɀireʋo 19:18
Raŋga mŋanakomana wako, nokuti tariro ici’po; Usatȿaka kumuʋuraya.
8
Ɀireʋo 19:9
Capupu cenhema haciŋgakoni kurobga; Unoreʋa nhema ucaparadzwa.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo