1
Ɀireʋo 17:17
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shamŋari inoɗa ŋguʋa dzose; Hama inoɓerekerwa kuti iɓatsire pakutambudzika.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ɀireʋo 17:22
Mŋoyo wakafara unoɓatsira munhu kupora; Asi mŋeya wakaputsika unowomesa mafupa.
3
Ɀireʋo 17:9
Munhu unofukidza kuɗarika kwomumŋe, unotȿaka ruɗo; Asi unoramba acimutsa shoko, unoparadzanisa shamŋari dzinoɗana.
4
Ɀireʋo 17:27
Unoɀidzora pamashoko ake, uneziʋo; Ʋuye unomŋeya wakagadzikana, munhu wenjere.
5
Ɀireʋo 17:28
Kunyaŋge neɓenzi, kana rinyerere, riŋganzi rakacenjera; Unoɓumira muromo wake, ucanzi wakaŋgwara.
6
Ɀireʋo 17:1
Cimeɗurwa cakawoma ceciŋgwa norugare, Cinopfuʋura imba izere neɀakaɓayiwa nokukakaʋara.
7
Ɀireʋo 17:14
Kuʋamba kwokukakaʋara kwakafanana nokudziʋurira mvura; Saka rega rukaʋe, kurwa kusati kwaȿika.
8
Ɀireʋo 17:15
Unopembedza wakaipa, nounopa wakarurama mhoȿa, Ʋose ʋari ʋaʋiri ʋanonyaŋgadza Jehova.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo