1
ƲaFiripi 3:13-14
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hama dzaŋgu, ini handiti ndatociɓata, asi ndinoita cinhu cimŋe: ndinokaŋganwa ɀiri shure, ndicinanaʋira kuneɀiri mberi, ndinoshiŋgairira kunharidzano, kuti ndipiwe muɓairo wokuɗana kwaMŋari kunobva kuɗeŋga, munaKristu Jesu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
ƲaFiripi 3:10-11
kuti ndimuziʋe iye, nesimba rokumuka kwake, nokusoŋgana naye pamaɗambudziko ake, ndifanane naye pakufa kwake; kuti ɀimŋe ndiȿike pakumuka kwaʋakafa.
3
ƲaFiripi 3:8
Hoŋo, ɀirokwaɀo, ndinototi ɀinhu ɀose kurashikirwa hako nokuɗa kwokunaka kwokuziʋa Kristu Jesu, Ishe waŋgu, wandakarashikirwa neɀinhu ɀose nokuɗa kwake, ndikaɀiidza marara, kuti ndiwane Kristu
4
ƲaFiripi 3:7
Asi iɀoɀo, ɀaiʋa fuma kwandiri, ndakati ndiko kurashikirwa hako nokuɗa kwaKristu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo