1
Firemoni 1:6
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti kugoʋana kwokutenda kwako kuʋe nesimba, kuti ɀakanaka ɀose ɀiri mukati meɗu kunaKristu ɀizikanwe
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Firemoni 1:7
nokuti ndakaŋga ndinomufaro mukuru nokunyaradzwa nokuɗa kworuɗo rwako, nokuti mŋoyo yaʋatȿene yakazorodzwa newe, hama yaŋgu.
3
Firemoni 1:4
Ndinoʋoŋga Mŋari waŋgu ŋguʋa dzose, kana ndicikuraŋgarira pakunyeŋgetera kwaŋgu
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo