1
ƲaHeberu 1:3
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iye cadzera cokubginya kwake, nomufananidzo wake caiye, unoceŋgeta ɀinhu ɀose nenzwi resimba rake, wakati apedzisa kunatswa kweɀiʋi, akagara kurudyi rwoƲumambo kuɗeŋga
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
ƲaHeberu 1:1-2
Mŋari wakataura kare kunamadziɓaɓa muʋaprofita nemigoʋe mizhinji, ʋuye nemitoʋo mizhinji, ɀino pakupedzisira kwamazuʋa ano wakataura kwatiri muMŋanakomana wake, waakaita mudyi wenhaka yeɀinhu ɀose, waakaita ʋo naye nyika
3
ƲaHeberu 1:14
Ko haʋazi ʋose mŋeya inoshumira, yakatumŋa kuzoɓata nokuɗa kwaʋanodya nhaka yokuponeswa here?
4
ƲaHeberu 1:10-11
Ʋuye, Imi, Ishe, makateya nheyo dzenyika pakutaŋga, Neɗeŋga ndiro ɓasa ramaʋoko enyu; Iro ricapera, asi imi mucaramba muri’po; Ricasakara rose seŋguʋo
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo