1
Marko 3:35
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti aninani unoita kuɗa kwaMŋari, ndiye munuŋuna waŋgu, nehanɀadzi, namai.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Marko 3:28-29
Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri, ʋanakomana ʋaʋanhu ʋacakaŋganwirwa ɀiʋi ɀose, nokumhura kwose kwaʋanomhura Mŋari nako; asi aninani wamhura Mŋeya Mutȿene, haaŋgakaŋganwirwi nokuirŋgaperi, asi unemhoȿa yeciʋi cisiŋgapesi.
3
Marko 3:24-25
Kana ʋushe bguciɀipesanisa, ʋushe ubgo habguŋgagoni kumira. Kana imba iciɀipesanisa, imba iyo haiŋgagoni kumira.
4
Marko 3:11
Nemŋeya yetȿina yakati kana yamuʋona, yaiwira pasi pamberi pake, ikaɗanidzira iciti: Ndiwe Mŋanakomana waMŋari!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo