1
Joshua 23:14
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, nhasi ini ndoenda nenzira yenyika yose; ɀino imi munoziʋa mumŋoyo yenyu yose nomumŋeya yenyu yose, kuti hapanecinhu cimŋe paɀose ɀakanaka ɀakataurwa pamsoro penyu naJehova Mŋari wenyu, cakakona.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Joshua 23:11
Naiɀoɀo cenjerai kuti muɗe Jehova Mŋari wenyu.
3
Joshua 23:10
Munhu mumŋe kwamuri ucadziŋga ʋanhu ʋanecuru cezana, nokuti Jehova Mŋari wenyu ndiye unokurwirai, seɀaakakuʋudzai.
4
Joshua 23:8
asi namatirai Jehova Mŋari wenyu, seɀamakaita kuȿikira nhasi.
5
Joshua 23:6
Naiɀoɀo simbai kwaɀo kuti muceŋgete nokuita ɀose ɀakanyorwa mubuku yomurairo waMosesi, murege kutsauka kwaɀiri kana kurudyi kana kuruɓoshwe
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo