Kana iwe ukashiŋgaira kutȿaka Mŋari,
Ukakumbira kunaWamasimba ose;
Kana ukaʋa wakanaka, wakarurama;
Iye uŋgaɗai aimuka ɀino nokuɗa kwako,
Akafambisa ɀakanaka imba yako yakarurama.
Kunyaŋge kutaŋga kwako kwaiʋa kuɗuku,
Asi kuguma kwako kwaiʋa kukuru kwaɀo.