1
Jeremia 26:13
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino natsai nzira dzenyu neɀamunoita, muterere inzwi raJehova Mŋari wenyu; ipapo Jehova ucaɀiɗemba pamsoro peɀakaipa ɀaakareʋa pamsoro penyu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jeremia 26:3
Ɀimŋe ʋaŋgaterera, ʋakadzoka mumŋe nomumŋe panzira yake yakaipa; kuti ndiɀiɗembe pamsoro peɀakaipa ɀandinofuŋga kuʋaitira nokuɗa kweɀakaipa ɀaʋo ɀaʋanoita.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo