1
Jakobo 5:16
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo reʋururanai ɀiʋi ɀenyu, munyeŋgetererane kuti muporeswe. Kukumbira kwomunhu wakarurama kunesimba guru pakuɓata kwako.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jakobo 5:13
Kunomumŋe unotambudzika pakati penyu here? Ŋgaanyeŋgetere. Kunomumŋe unofara here? Ŋgaaimbe nziyo.
3
Jakobo 5:15
Kunyeŋgetera kwokutenda kucaponesa unorwara, Ishe ucamumutsa; kana akaita ɀiʋi, ucaɀikaŋganwirwa.
4
Jakobo 5:14
Kunomumŋe unorwara pakati penyu here? Ŋgaaɗane ʋakuru ʋekereke; ŋgaʋamunyeŋgeterere, ʋamuzodze namafuta nezita raShe.
5
Jakobo 5:20
ŋgaaziʋe kuti unodzora mutadzi panzira yokutsauka kwake, ucaponesa mŋeya parufu nokufukidza ɀiʋi ɀizhinji.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo