1
Jakobo 3:17
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kucenjera, kunobva kumsoro, ɀikuru kwakacena, ʋuye kunorugare, kunyoro, kunoterera, kuzere neŋgoni neɀiɓereko ɀakanaka, kusiŋgatsauri kusiŋganyeŋgeri.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jakobo 3:13
Ndiani pakati penyu wakacenjera, wakaŋgwara? Ŋgaaratidze nomufambire wake wakanaka maɓasa ake noʋunyoro bgoʋucenjeri.
3
Jakobo 3:18
Ciɓereko cokururama cinodɀarwa parugare naʋanoita rugare.
4
Jakobo 3:16
Nokuti panegoɗo norukaʋe, ndi’po panenyoŋganiso namaɓasa ose akaipa.
5
Jakobo 3:9-10
Narwo tinorumbidza Ishe Ƃaɓa; narwo tinotuka ʋanhu, ʋakaitwa nomufananidzo waMŋari; mumuromo mumŋe munobva kurumbidza nokutuka. Hama dzaŋgu, hatifaniri kuɗaro.
6
Jakobo 3:6
Rurimi mŋoto, rwakaita se nyika izere neɀisakarurama; ndiɀo ɀakaita rurimi pakati pemitezo yeɗu, runoȿiɓisa muʋiri wose, runotuŋgidza nzira yose yoʋupenyu, runotuŋgidzwa irwo neGehena.
7
Jakobo 3:8
asi hakunomunhu uŋgapiŋgudza rurimi; ndico cinhu cakaipa cinoshanduka‐shanduka, cizere nomuti unoʋuraya.
8
Jakobo 3:1
Hama dzaŋgu, musaʋa ʋadzidzisi ʋazhinji, ɀamunoziʋa kuti ticatoŋgwa nokupfuʋurisa.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo