1
Ezekieri 43:4-5
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kubginya kwaJehova kukapinda mumba nenzira yesuʋo rakatarira kurutiʋi rwamabvazuʋa. Mŋeya ukandisimudza, ukandiisa muruʋazhe rwomukati; ɀino tarira, kubginya kwaJehova kwakazadza imba.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo