1
Eksodo 40:38
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti gore raJehova rakaŋga riri pamsoro petabernakeri masikati, nomŋoto waiʋa mariri ʋusiku, pamberi paʋose ʋeimba yaIsraeri panzendo dzaʋo dzose.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Eksodo 40:34-35
Ipapo gore rakafukidza tente rokusoŋgana, kubginya kwaJehova kukazadza tabernakeri. Mosesi akasagona kupinda mutente rokusoŋgana, nokuti gore rakaramba rigere pamsoro paro ʋuye kubginya kwaJehova kwakaŋga kwazadza tabernakeri.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo