1
Eksodo 22:22-23
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usatambudza cirikadzi kana nherera. Kana ukatoŋgoʋatambudza, ʋakaɗana kwandiri, ndicaterera kuɗana kwaʋo
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Eksodo 22:21
Usaitira mutorwa ɀakaipa, kana kumumanikidza, nokuti nemi ʋo maiʋa ʋatorwa munyika yeEgipita.
3
Eksodo 22:18
Usarega muroyi ari mupenyu.
4
Eksodo 22:25
Kana ukapa mumŋe waʋanhu ʋaŋgu ʋaunaʋo cikwerete cemari, ari murombo, usaita kwaari somupi wecikwerete; usareʋa mhindu kwaari.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo