1
ƲaEfeso 2:10
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti tiri ɓasa rake, takasikwa kuti munaKristu Jesu tiite maɓasa akanaka, akagadzirwa kare naMŋari kuti tifambe maari.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
ƲaEfeso 2:8-9
nokuti makaponeswa nenyasha, nokutenda; iɀo ɀisiŋgabvi kwamuri, asi cipo caMŋari; haɀibvi pamaɓasa, kuti kurege kuʋa nomunhu unoɀikudza.
3
ƲaEfeso 2:4-5
Ɀino Mŋari unenyasha zhinji‐zhinji, nokuɗa kworuɗo rwake rukuru, rwaakatiɗa narwo, kunyaŋge takaŋga takafa mukuɗarika kweɗu, wakatiraramisa pamŋe cete naKristu (makaponeswa nenyasha)
4
ƲaEfeso 2:6
akatimutsa pamŋe cete naye, akatigarisa kuɗeŋga pamŋe cete naye munaKristu Jesu
5
ƲaEfeso 2:19-20
Naiɀoɀo, hamuzati muciri ʋaeni naʋatorwa, asi ʋobgo pamŋe cete naʋatȿene, naʋeimba yaMŋari. Makaʋakwa pamsoro penheyo dzaʋaapostora naʋaprofita, Kristu Jesu amene ari ibge rapakona.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo