1
Deuteronomio 34:10
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hakuna‐kuzomuka ɀe muprofita pakati paIsraeri wakafanana naMosesi, wakaŋga acizikanwa naJehova, ɀiso ɀakatarisana
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Deuteronomio 34:9
Ɀino Joshua, mŋanakomana waNuni, wakaŋga azere nomŋeya wokucenjera; nokuti Mosesi wakaŋga aisa maʋoko ake pamsoro pake; ʋana ʋaIsraeri ʋakamuterera, ʋakaita seɀakarairwa Mosesi naJehova.
3
Deuteronomio 34:7
Ɀino Mosesi wakaŋga anamakore anezana namakumi maʋiri pakufa kwake; meso ake akaŋga acigere kuʋonera madzerere, nesimba rake rakaŋga ricigere kuɗerera.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo