1
Deuteronomio 17:19
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
inofanira kugara naye, kuti araʋe’mo mazuʋa ose oʋupenyu bgake; kuti adzidze kutya Jehova Mŋari wake, nokuceŋgeta mashoko ose omurairo uyu neɀakatemŋa iɀi, kuti aɀiite
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Deuteronomio 17:17
Ʋuye ŋgaarege kuɀiwanzira ʋakadzi, kuti mŋoyo wake urege kutsauka; ʋuye ŋgaarege kuɀiwanzira ɀikuru sirveri nendarama.
3
Deuteronomio 17:18
Ɀino kana iye ogara pacigaro cake coʋushe, unofanira kunyora murairo uyu mubuku yake, acitora mashoko ari kuʋaprista ʋaRevi
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo