1
II ƲaTesaronika 3:3
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Ishe ndiye wakatendeka, ucakusimbisai, nokukuceŋgetai kunowakaipa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
II ƲaTesaronika 3:5
Ishe ŋgaaruramise mŋoyo yenyu muruɗo rwaMŋari, nomukutsuŋgirira kwaKristu.
3
II ƲaTesaronika 3:6
Ɀino, hama dzaŋgu, tinokurairai nezita raShe weɗu Jesu Kristu, kuti mubve pahama imŋe neimŋe isiŋgafambi netsika dzakafanira, isiŋgatereri mirairo yamakapiwa nesu
4
II ƲaTesaronika 3:2
ʋuye, kuti tisunuŋgurwe kuʋanhu ʋasakarurama, ʋakaipa; nokuti haʋazi ʋose ʋanotenda.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo