1
II Samueri 9:7
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akati kwaari: Usatya, nokuti ɀirokwaɀo ndicakuitira ɀakanaka nokuɗa kwaJonatani ɓaɓa ʋako, ʋuye ndicakudzosera nyika yose yaɓaɓa ʋako Sauro; iwe ucagara ucidya ɀokudya patafura yaŋgu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
II Samueri 9:1
Ɀino Davidi wakati: Kucinomumŋe wakasara weimba yaSauro, wandiŋgaitira ɀakanaka nokuɗa kwaJonatani here?
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo