1
2 ƲaKorinte 5:17
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka kana munhu ari munaKristu, waʋa cisikwa citȿa; ɀinhu ɀakare ɀapfuʋura; tarirai, ɀose ɀaʋa ɀitȿa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
2 ƲaKorinte 5:21
Uyo, wakaŋga asiŋgaziʋi ɀiʋi, wakamuita kuti aʋe ɀiʋi nokuɗa kweɗu; kuti isu tiʋe kururama kwaMŋari maari.
3
2 ƲaKorinte 5:7
nokuti tinofamba nokutenda, hatifambi nokuʋona
4
2 ƲaKorinte 5:18-19
Asi ɀinhu ɀose ɀakabva kunaMŋari, wakatiyananisa naye naKristu, akatipa kushumira kwokuyananisa; ndiko kuti Mŋari wakaŋga aciyananisa nyika naye munaKristu, akasaʋaʋereŋgera kuɗarika kwaʋo, akatipa isu shoko rokuyananisa.
5
2 ƲaKorinte 5:20
Naiɀoɀo tiri nhume nokuɗa kwaKristu, Mŋari saaneŋge acikumbira ɀikuru nesu; tinokumbira nokuɗa kwaKristu, ticiti: Yananiswai naMŋari.
6
2 ƲaKorinte 5:15-16
ɀino iye wakafira ʋose, kuti aʋo ʋanorarama ʋarege kuzoɀiraramira iʋo, asi uyo wakafa nokumutswa nokuɗa kwaʋo. Naiɀoɀo, kubvira ɀino hatitoŋgoziʋi munhu panyama; ʋuye kunyaŋge takaziʋa Kristu panyama, kubvira ɀino haticamuziʋi saiɀoɀo.
7
2 ƲaKorinte 5:14
Nokuti ruɗo rwaKristu runotimanikidza; ɀatinoziʋa cinhu ici kuti mumŋe wakafira ʋose, ɀino ʋose ʋakafa
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo