1
II Makoronike 15:7
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi iʋai nesimba, maʋoko enyu ŋgaarege kushaiwa simba; nokuti ɓasa renyu ricapiwa muɓairo.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
II Makoronike 15:2
akaɓuɗa kundosoŋgana naAsa, akati kwaari: Nditererei imi, Asa naʋaJuda naʋaBenjamini mose; Jehova unemi, kana imi munaye; kana mukamutȿaka, ucawanikwa nemi; asi kana mukamurasha, iye ucakurashai ʋo.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo