Ʋakadzi ʋakaimba ʋacibvumirana pakuridza kwaʋo, ʋakati:
Sauro wakaʋuraya ɀuru ɀamazana ake,
Asi Davidi makumi eɀuru ɀamazana ake.
Sauro akatsamŋa kwaɀo, shoko iri rikasamufadza, akati: Ʋakapa Davidi makumi eɀuru ɀamazana, asi ini ʋakandipa ɀuru ɀoga; caanoshaiwa ɀino cinyiko, asi ʋushe bgoga?