1
I Makoronike 4:10
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jabezi akaɗana kunaMŋari waIsraeri, akati: Haiwa, ɗai mucindiropafadza henyu, nokukurisa nyika yaŋgu, nokundifambisa noruʋoko rwenyu, nokundiceŋgeta kuneɀakaipa, kuti ɀirege kundiwira! Mŋari akamupa ɀaakakumbira.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
I Makoronike 4:9
Jabezi akakudzwa kukunda ʋanuŋuna ʋake, mai ʋake ʋakamutumidza zita rinonzi Jabezi, ʋaciti: Nokuti ndakamuɓereka ndicitambudzika.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo