← Zvirongwa
Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMapisarema 10

Mapisarema neZvirevo mumazuva makumi matatu nerimwe
Mazuva makumi matatu rerimwe
Mapisarema neZvirevo akazara nenziyo,nhetembo nezvinyorwa- zvinobudisa kunamata kwechokwadi,kushuvira,njere,rudo,kusuwa uye chokwadi. Chirongwa ichi chichakufambisai mumabhuku aMapisarema neZvirevo mumazuva makumi matatu nerimwe.Ipopano muchasangana naMwari uye mugowana nyaradzo,simba,kunyaradzwa kuzere panguva yakaoma uye kurudziro inobatanidza hupami hwehupenyu hwevanhu.