← Zvirongwa
Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohani 2:4
Wanano
Mazuva mashanu
Muchato hukama hunoti kunetsa asi hunozoti kugutsawo,uye kazhinji tinokanganwa kuti 'ndinoda' ndiko kungori kutanga kwacho.Sezvinei,Bhaibheri rine zvakawanda zvekutaura nezve muchato kubva kumaonero emurume uye mukadzi wacho.Magwaro mapfupi aya auchaverenga zuva rega-rega rechirongwa ichi akagadzirwa kuti akubatsire kukura mukunzwisisa kuti Mwari vakagadzira sei zvemuchato- uye kusimbisa hukama hwako nemumwe wako mukugadzirwa uku.