Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe ne2 VaKorinde 4:16
Tsee: Kuona upenyu nomuono wokusingaperi
5 Mazuva
Nerimwe zuva zvose zvichasara zvoupenyu hwedu uchava mutsetse (tsee) pakati pokuzvarwa kwedu norufu. Tingaunzira Kristu mutsauko wakakura munguva pfupi yatinayo pasi pano sei? Urongwa uhu hunokubatsira kutarisa hupenyu nomuono wokusingaperi, woziva zvibingamupinyi zviripo, uye wodzidza kuvakiridza chikamu chimwe nechimwe choupenyu hwako kuti ugorarama vavariro yako, ugova netariro, nomufaro zuva rimwe nerimwe. Muono unoshandura zvose!
Kusuruvara
Mazuva mashanu
Kurwadziwa kunogona kuvepo sabvumika.Chero zvazvo shamwari dzinoda nehama dzingauye dzichida kuratidza kupa rubatsiro nekukurudzira,tinowanzoti tinonzwa kunge hapana anonyatsonzwisisa marwadzo aya- sokuti tiri tega mukutambudzika uku.Muchirongwa ichi,uchasangana nemagwaro anonyaradza kuti akubatsire kuwana maonero aMwari,unzwe hanya dzina Muponesi wedu kwauri,uye unzwe kusunungurwa kubva mukurwadziwa kwako.