Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe ne1 Johani 4:19

Jesu: Mureza Wedu Wekukunda
Mazuva Manomwe
Patinopembera Easter, tinopembera kukunda kukuru munhoroondo yese yevanhu panyika. Kuburikidza nokufa kwaJesu nokumuka kwake kuvakafa, Akakunda zvachose simba rechivi nerufu, nezvose zvinounzwa nezvinhu izvi, uye akasarudza kugoverana kukunda uku nesu. Vhiki iri re Easter, ngatitarise dzimwe nhare dzaAkakunda, tiongorore kurwa kwaakatirwira, nokumurumbidza seMureza wedu Wekukunda.

Hushingi
Vhiki imwechete
Dzidza kuti Bhaibheri rinoti kudii maererano nezvekushinga uye kuvimba."Hushingi" Chirongwa chekuverenga chinokurudzira vatendi nezviyeuchidzo zvezvavari muna Kristu uye muumambo hwaMwari. Kana tiri vaMwari, takasununguka kusvika pedyo naye zvakananga. Verenga zvakare--kana pamwe kekutanga--kuvimbisa kuti nzvimbo yako mumhuri yaMwari yakachengeteka.