1
Mavambo 7:1
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Tenzi akataurira Nowa achiti, “Pinda mungarava, iwe nemhuri yako yose. Ndazviona kuti pachizvarwa ichi ndiwe wakarurama.
비교
Mavambo 7:1 살펴보기
2
Mavambo 7:24
Mvura ndokuramba yakati fasha panyika kwamazuva zana namakumi mashanu.
Mavambo 7:24 살펴보기
3
Mavambo 7:11
Nowa paakanga ava namazana matanhatu amakore mumwedzi wechipiri pazuva regumi nechinomwe romwedzi iwoyo, ndiro zuva rakatubuka zvisipiti zvemvura zhinji yepasipasi penyika zvikapfachuka, mahwindo okudenga akazarurwa
Mavambo 7:11 살펴보기
4
Mavambo 7:23
Zvinhu zvipenyu zvose zvakatsakatiswa pasi pose zvaiti, vanhu nemhuka nezvinokambaira nokuzvova napasi neshiri dzedenga, zvakatsakatiswa pasi pose. Asi kwakangosara Nowa chete navaaiva navo mungarava.
Mavambo 7:23 살펴보기
5
Mavambo 7:12
mvura zhinji ikanaya panyika siku nesikati, kwamazuva makumi mana.
Mavambo 7:12 살펴보기
홈
성경
묵상
동영상