1
Mako 14:36
Shona Bible 1949, revised 2002
Akati, “Baba, Baba, zvose zvinobvira kwamuri, bvisai mukombe uyu kwandiri, asi kuda kwangu ngakurege kuitwa, asi kuda kwenyu.”
ತಾಳೆಮಾಡಿ
Mako 14:36 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
2
Mako 14:38
Rindai, munyengetere, kuti murege kupinda mukuedzwa; mweya unoda hawo, asi nyama haine simba.”
Mako 14:38 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
3
Mako 14:9
Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, kwose kunozoparidzirwa Vhangeri panyika dzose, zvakaitwa naye zvicharehwawo, kuti vamurangarire nazvo.”
Mako 14:9 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
4
Mako 14:34
Akati kwavari, “Mweya wangu une shungu kwazvo, kusvikira pakufa; garai pano murinde.”
Mako 14:34 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
5
Mako 14:22
Zvino vakati vachidya, Jesu akatora chingwa, akavonga, akachimedura, ndokuvapa, achiti, “Gamuchirai, ichi uyu muviri wangu.”
Mako 14:22 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
6
Mako 14:23-24
Akatora mukombe, akavonga, akavapa, vakanwa vose pauri. Akati kwavari, “Ichi iropa rangu rechitenderano itsva, rinodururirwa vazhinji.
Mako 14:23-24 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
7
Mako 14:27
Zvino Jesu akati kwavari, “Imi mose muchagumburwa kwandiri, nokuti kwakanyorwa, kuchinzi, ‘Ndicharova mufudzi, namakwai achaparadzwa.’
Mako 14:27 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
8
Mako 14:42
Simukai, tiende; tarirai, wondiisa kwavari wava pedyo.”
Mako 14:42 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
9
Mako 14:30
Jesu akati kwaari, “Zvirokwazvo ndinoti kwauri, kuti nhasi, usiku huno, jongwe risati rarira kaviri, uchandiramba katatu.”
Mako 14:30 ಅನ್ವೇಷಿಸಿ
ಮುಖಪುಟ
ಬೈಬಲ್
ಯೋಜನೆಗಳು
ವೀಡಿಯೊಗಳು