Logo YouVersion
Icona Cerca

Mavambo 39:6

Mavambo 39:6 SCLB

Naizvozvo akaisa zvinhu zvake zvose mumaoko aJosefi. Nokudaro Potifari zvaaiva naye kudai akanga asisazvinetse nokufunga chokuita kusara kwezvokudya zvake chete. Josefi akanga ane chimiro chakanaka, aine chiso chakarurama.

Video per Mavambo 39:6