Akara Njirimara YouVersion
Akara Eji Eme Ọchịchọ

Ruka 21:25-26

Ruka 21:25-26 SUB

“Zviratidzo zvichavapo pazuva napamwedzi, napanyenyedzi; napanyika hurombo hwavanhu, vachikanganiswa nokutinhira kwegungwa namafungu; vanhu vachapera nokutya nokutarira zvinowira nyika; nokuti masimba okudenga achadengenyeka.