Johane 19:33-34
Johane 19:33-34 SUB1949
asi ʋakati ʋaciȿika kunaJesu, ʋaciʋona kuti watofa hake, haʋana‐kuvuna makumbo ake, asi mumŋe murwi wakaɓaya rutiʋi rwake nepfumo, pakarepo ropa nemvura ɀikaɓuɗa.