1
Ruka 15:20
Shona BIBLE
Akasimuka, akaenda kuna baba vake. Akati achiri kure, baba vake vakamuona, vakamunzwira tsitsi, vakamhanya, ndokumufungatira, nokumusvoda.
Lee anya n'etiti ihe abụọ
Nyochaa Ruka 15:20
2
Ruka 15:24
nokuti mwanakomana wangu uyu akanga afa, araramazve; akanga arasika, awanikazve.’ Zvino vakatanga kufara.
Nyochaa Ruka 15:24
3
Ruka 15:7
“Ndinoti kwamuri, saizvozvo mufaro uchava kudenga pamusoro pomutadzi mumwe anotendeuka, kupfuura pavakarurama vana makumi mapfumbamwe navapfumbamwe, vasingatsvaki kutendeuka.
Nyochaa Ruka 15:7
4
Ruka 15:18
Ndichasimuka, ndiende kuna Baba vangu, nditi kwavari, Baba, ndatadzira wedenga, nemi
Nyochaa Ruka 15:18
5
Ruka 15:21
“Mwanakomana akati kwavari, ‘Baba, ndatadzira wedenga nemi, handichafaniri kunzi mwanakomana wenyu.’
Nyochaa Ruka 15:21
6
Ruka 15:4
“Ndianiko kwamuri anamakwai ane zana, kana akarasikirwa neimwe yadzo, angasasiya makumi mapfumbamwe namapfumbamwe murenje, akatevera rakarasika kusvikira ayiwana?
Nyochaa Ruka 15:4
Ulo
Akwụkwọ Nsọ
Atụmatụ
Vidiyo