1
Genesi 25:23
Shona BIBLE
Jehovha akati kwaari, “Mune ndudzi mbiri muchizvaro chako, ndudzi mbiri dzichaparadzana, dzichibva mudumbu rako; rumwe rudzi ruchakunda rumwe rudzi nesimba; mukuru achashumira muduku.”
Lee anya n'etiti ihe abụọ
Nyochaa Genesi 25:23
2
Genesi 25:30
Esau akati kuna Jakobho, “Dondipawo izvo zvakatsvuka ndidye, nokuti ndaziya;” saka wakatumidzwa zita rinonzi Edhomu.
Nyochaa Genesi 25:30
3
Genesi 25:21
Zvino Isaka wakanyengeterera mukadzi wake kuna Jehovha, nokuti wakanga asingabereki; Jehovha akanzwa kunyengetera kwake, Rabheka, mukadzi wake, akave nemimba.
Nyochaa Genesi 25:21
4
Genesi 25:32-33
Esau akati, “Tarira, ndofa hangu, udangwe uchandibatsireiko?” Jakobho akati, “Chimbondipikira;” akamupikira, akatengesera Jakobho udangwe hwake.
Nyochaa Genesi 25:32-33
5
Genesi 25:26
Pashure munun'una wake akabuda, ruoko rwake rwakabata chitsitsinho chaEsau, vakatumidza zita rake Jakobho. Isaka akanga ana makore makumi matanhatu pakuberekwa kwavo.
Nyochaa Genesi 25:26
6
Genesi 25:28
Isaka akada Esau, nokuti waida nyama yemhuka, asi Rabheka wakanga achida Jakobho.
Nyochaa Genesi 25:28
Ebe Mmepe Nke Mbụ Nke Ngwá
Akwụkwọ Nsọ
Atụmatụ Ihe Ogụgụ Gasị
Vidiyo Gasị