1
Ruka 16:10
Shona Bible 1949, revised 2002
Akatendeka pazvinhu zviduku-duku, akatendekawo pazvikuru; asi asakarurama pazvinhu zviduku-duku, haangaruramiwo pazvikuru.
Lee anya n'etiti ihe abụọ
Nyochaa Ruka 16:10
2
Ruka 16:13
“Hakuna muranda angagona kushandira vatenzi vaviri, nokuti achavenga mumwe, akada mumwe; kana achinamatira mumwe, akazvidza mumwe; hamungashandirii Mwari nePfuma.”
Nyochaa Ruka 16:13
3
Ruka 16:11-12
Naizvozvo kana musina kuva vakatendeka papfuma isakarurama, ndianiko achakutendai nepfuma yechokwadi? Kana musina kuva vakatendeka pazvinhu zvomumwe, ndianiko achakupai zvenyu?
Nyochaa Ruka 16:11-12
4
Ruka 16:31
“Akati kwaari, ‘Kana vasinganzwi Mosesi navaporofita, havangatendi, kunyange mumwe akamuka kuvakafa.’ ”
Nyochaa Ruka 16:31
5
Ruka 16:18
“Mumwe nomumwe anoramba mukadzi wake, akawana mumwe, anoita upombwe; uye mumwe nomumwe anowana wakarambwa nomurume, anoita upombwe.
Nyochaa Ruka 16:18
Ebe Mmepe Nke Mbụ Nke Ngwá
Akwụkwọ Nsọ
Atụmatụ Ihe Ogụgụ Gasị
Vidiyo Gasị